1 Samueri 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru veJabheshi vakati kwaari, “Tipe mazuva manomwe kuti tigotuma nhume muIsraeri yose; kana pashaya mumwe chete anouya kuzotinunura, tichazvipa kwamuri.”

1 Samueri 11

1 Samueri 11:1-8