1 Samueri 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati achangotendeuka kuti abve pana Samueri, Mwari akashandura mwoyo waSauro, uye zviratidzo zvose izvi zvakazadziswa zuva iroro.

1 Samueri 10

1 Samueri 10:2-17