1 Samueri 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tungamira mberi kwangu udzike kuGirigari. Zvirokwazvo ndichauya kwauri kuti ndizobayira zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana, asi unofanira kundimirira kwamazuva manomwe kusvikira ndauya kwauri ndigokuudza zvaunofanira kuita.”

1 Samueri 10

1 Samueri 10:1-11