1 Samueri 10:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iye zvino maramba Mwari wenyu, anokuponesai panjodzi dzenyu nenhamo dzenyu. Uye makati, ‘Kwete, isai mambo pamusoro pedu.’ Saka zvino chiuyai pamberi paJehovha muri mumarudzi enyu nedzimba dzenyu.”

1 Samueri 10

1 Samueri 10:15-27