1 Samueri 10:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari weIsraeri, ‘Ndakabudisa Israeri muIjipiti, uye ndakakudzikinurai kubva kusimba reIjipiti noumambo hwose hwaikudzvinyirirai.’

1 Samueri 10

1 Samueri 10:10-20