1 Samueri 1:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokunge arumurwa, akatora mukomana uyu, ari mudiki sezvaaiva, pamwe chete nehando yamakore matatu neefaa youpfu hwakatsetseka nedende rewaini, uye akaenda naye kuimba yaJehovha kuShiro.

1 Samueri 1

1 Samueri 1:14-26