1 Samueri 1:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erikana murume wake akati kwaari, “Ita zvaunoona zvakakunakira. Gara pano kusvikira wamurumura; dai Jehovha asimbisa shoko rake bedzi.” Naizvozvo mukadzi uyu akagara kumba akarera mwanakomana wake kusvikira amurumura.

1 Samueri 1

1 Samueri 1:19-28