1 Petro 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuvakuru vari pakati penyu, ndinokumbira hangu somukuru pamwe chete nemi, nechapupu chamatambudziko aKristu, uye somumwewo achazogovana navo mukubwinya kuchazoratidzwa ndichiti:

1 Petro 5

1 Petro 5:1-6