1 Petro 4:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka zvino, vaya vanotambudzika nokuda kwaMwari vanofanira kuzviisa kuMusiki wavo akatendeka uye vagoramba vachiita zvakanaka.

1 Petro 4

1 Petro 4:16-19