1 Petro 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Kristu akafira zvivi zvavose kamwe chete; akarurama nokuda kwavasakarurama, kuti akuuyisei kuna Mwari. Akaurayiwa mumuviri asi akararamiswa noMweya,

1 Petro 3

1 Petro 3:13-22