1 Petro 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zviri nani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakanaka pano kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakaipa.

1 Petro 3

1 Petro 3:10-20