1 Makoronike 9:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakuru vana pakati pavatariri vamasuo, vaiva vaRevhi, vakapiwa basa rokuchengetedza makamuri namatura epfuma muimba yaMwari.

1 Makoronike 9

1 Makoronike 9:18-27