1 Makoronike 9:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanun'una vavo mumisha yavo vaiuya nguva nenguva vachizogoverana mabasa avo vachiita madzoro amazuva manomwe.

1 Makoronike 9

1 Makoronike 9:18-30