1 Makoronike 7:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamiganhu yaManase paiva neBheti Shani, Taanaki, Megidho neDhori pamwe chete nemisha yawo. Zvizvarwa zvaJosefa mwanakomana waIsraeri zvaigara mumaguta aya.

1 Makoronike 7

1 Makoronike 7:25-33