1 Makoronike 7:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika dzavo nemisha yavo zvaisanganisira Bheteri nemisha yose yakaripoteredza, Naarani kumabvazuva, Gezeri nemisha yaro, kumavirira neShekemu nemisha yaro kuenda kunosvika kuAya nemisha yaro.

1 Makoronike 7

1 Makoronike 7:25-38