1 Makoronike 6:41-46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

41. mwanakomana waEtini, mwanakomana waZera, mwanakomana waAdhaya,

42. mwanakomana waEtani, mwanakomana waZima, mwanakomana waShimei,

43. mwanakomana waJahati, mwanakomana waGerishoni, mwanakomana waRevhi;

44. uye kubva kuvabatsiri vavo, vaMerari, kuruboshwe rwake, vaiva: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki,

45. mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waAmazia, mwanakomana waHirikia,

46. mwanakomana waAmuzi, mwanakomana waBhani, mwanakomana waShemeri, x

1 Makoronike 6