1 Makoronike 6:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kubva kuvabatsiri vavo, vaMerari, kuruboshwe rwake, vaiva: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki,

1 Makoronike 6

1 Makoronike 6:40-50