1 Makoronike 4:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vane mazita akanyorwa vakauya pamazuva aHezekia mambo waJudha. Vakarwisa vaHamu mumatende avo navaMeuniwo vaivapo vakavaparadza zvachose kusvikira nhasi. Ipapo vakazogarapo munzvimbo yavo nokuti paiva namafuro amakwai avo.

1 Makoronike 4

1 Makoronike 4:37-43