1 Makoronike 4:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakawana mafuro akanaka kwazvo akapfuma, uye nyika yakanaka ine nzvimbo huru ine runyararo norugare. VaHamu ndivo vakanga vachimbogaramo kare.

1 Makoronike 4

1 Makoronike 4:32-43