1 Makoronike 4:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vomukadzi waHodhia, hanzvadzi yaNahamu vaiva: baba vaKeira muGarimi naEshitemoa muMaakati.

1 Makoronike 4

1 Makoronike 4:13-21