1 Makoronike 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi wake wechiJudha akabereka Jeredhi baba vaGedhori, Hebheri baba vaSoko, naJekutiri baba vaZanoa. Ava ndivo vaiva vana vomwanasikana waFaro ainzi Bhitia akanga aroorwa naMeredhi.

1 Makoronike 4

1 Makoronike 4:13-28