1 Makoronike 3:16-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Vakatevera Jehoyakimi vaiva: Jehoyakini mwanakomana wake naZedhekia.

17. Zvizvarwa zvaJehoyakini mutapwa zvaiva: Shearitieri mwanakomana wake,

18. Marikirami, Pedhaya, Shenazari, Jekamia, Hoshama naNedhabhia.

19. Vanakomana vaPedhaya vaiva: Zerubhabheri naShimei. Vanakomana vaZerubhabheri vaiva: Meshurami naHanania. Sheromiti aiva hanzvadzi yavo.

1 Makoronike 3