1 Makoronike 2:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye dzimba dzavanyori vaigara paJabhezi dzaiva: vaTirati, vaShimeati navaSukati. Ava ndivo vaKeni vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi.

1 Makoronike 2

1 Makoronike 2:45-55