1 Makoronike 29:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakaperera kuti achengete mirayiro yenyu, zvose zvamunoda nemitemo yenyu uye kuti aite zvose kuti avake muzinda wandagadzirira zvose izvi.”

1 Makoronike 29

1 Makoronike 29:15-26