1 Makoronike 29:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi Jehovha, Mwari wamadzibaba edu Abhurahama, Isaka, naIsraeri, chengetedzai kudokwairira kwakadai mumwoyo yavanhu venyu nokusingaperi, uye muite kuti mwoyo yavo irambe yakazvipira kwamuri.

1 Makoronike 29

1 Makoronike 29:13-27