1 Makoronike 29:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Upfumi nokuremekedzwa zvinobva kwamuri; ndimi mutongi wezvinhu zvose. Mumaoko enyu mune simba noushe kuti musimudzire uye musimbise vanhu vose.

1 Makoronike 29

1 Makoronike 29:7-21