1 Makoronike 29:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ukuru nesimba ndezvenyu, imi Jehovha nokukudzwa noushe nokubwinya, nokuti zvose zviri kudenga napasi ndezvenyu. Umambo ndohwenyu, imi Jehovha munokudzwa somusoro wezvose.

1 Makoronike 29

1 Makoronike 29:6-18