1 Makoronike 28:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mapoka avaprista navaRevhi akagadzirira kuisa basa rose rapatemberi yaMwari, uye murume wose anoda uye ane umhizha hupi nehupi pamabasa amaoko achakubatsira pabasa iri rose. Vabati vose navanhu vose vachateerera kurayira kwako kwose.”

1 Makoronike 28

1 Makoronike 28:15-21