1 Makoronike 28:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akatiwo kumwanakomana wake Soromoni, “Simba utsunge mwoyo, uye uite basa iri. Usatya kana kuora mwoyo, nokuti Jehovha Mwari, Mwari wangu anewe. Haachazokusiyi kana kukurasa, kusvikira basa rose rokushandira temberi yaJehovha rapera.

1 Makoronike 28

1 Makoronike 28:11-21