1 Makoronike 27:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wechina pamwedzi wechina, aiva Asaheri munun'una waJoabhu; mwanakomana wake Zebhadia ndiye akamutevera pakutungamirira boka iri. Muboka rake maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.

1 Makoronike 27

1 Makoronike 27:1-8