1 Makoronike 27:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyu ndiye Bhenaya uya aiva mumwe woumhare pakati paMakumi Matatu uye aiva pamusoro paMakumi Matatu vacho. Mwanakomana wake Amizabhadhi ndiye aitungamirira boka rake.

1 Makoronike 27

1 Makoronike 27:1-11