1 Makoronike 27:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Azimavheti mwanakomana waAdhieri aiva muchengeti wamatura amambo. Jonatani mwanakomana waUzia aiva muchengeti wamatura kumaruwa okure, mumaguta, mumisha neshongwe dzavarindi.

1 Makoronike 27

1 Makoronike 27:16-27