1 Makoronike 27:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu mwanakomana waZeruya akatanga kuverenga varume ava asi haana kuzopedza. Kutsamwa kwakauya pamusoro peIsraeri nokuda kwokuverengwa uku, saka uwandu uhu hauna kuiswa mubhuku renhoroondo dzegore negore raMambo Dhavhidhi.

1 Makoronike 27

1 Makoronike 27:14-28