1 Makoronike 26:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose ava vaiva zvizvarwa zvaObedhi-Edhomu, Ivo navanakomana vavo nehama dzavo vaiva varume vaikwanisa vaine simba rokuita basa, zvizvarwa zvaObhedhi-Edhomu, vaisvika makumi matanhatu navaviri pamwe chete.

1 Makoronike 26

1 Makoronike 26:3-16