1 Makoronike 26:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vaShemaya vaiti: Otini, Refaeri, Obedhi naErizabhadhi; hama dzake Erihu naSemakia vaivawo varume vaikwanisa.

1 Makoronike 26

1 Makoronike 26:5-9