1 Makoronike 25:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kuvanakomana vaAsafi: Zakuri, Josefa, Netania naAsarera. Vanakomana vaAsafi vaitungamirirwa naAsafi uyo aiprofita achitungamirirwa namambo.

1 Makoronike 25

1 Makoronike 25:1-4