1 Makoronike 25:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi, pamwe chete navatungamiri vehondo: vakatsaura vamwe vavanakomana vaAsafi, Hemari naJedhutuni kuti vaite ushumiri hwokuprofita kuchiridzwa mbira, mitengeranwa namakandira. Aya ndiwo mazita avarume vaiita basa iri.

1 Makoronike 25

1 Makoronike 25:1-6