1 Makoronike 24:25-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Munun'una waMika: Ishi; kubva kuvanakomana vaIshia: Zekaria.

26. Vanakomana vaMerari vaiva: Mari naMushi. Mwanakomana waJaazia aiva: Bheno.

27. Vanakomana vaMerari vaiva: kubva kuna Jaazia: Bheno, Shoshami, Zakuri, naIbhiri.

28. Kubva kuna Mari: Ereazari, uye akanga asina vanakomana.

29. Kubva kuna Kishi mwanakomana waKishi aiva: Jerameeri.

30. Uye vanakomana vaMushi vaiti: Mari, Edheri naJerimoti. Ava ndivo vaiva vaRevhi maererano nemhuri dzavo.

1 Makoronike 24