1 Makoronike 23:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Dhavhidhi paakanga akwegura ava namakore mazhinji, akaita mwanakomana wake Soromoni mambo pamusoro peIsraeri.

2. Akaunganidzawo vatungamiri vose veIsraeri pamwe chete navaprista navaRevhi.

3. VaRevhi vose vana makore makumi matatu zvichienda mberi vakaverengwa, uye varume vose vakasvika zviuru makumi matatu nezvisere.

1 Makoronike 23