1 Makoronike 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Joabhu haana kusanganisira Revhi naBenjamini mukuverenga uku, nokuti kurayira kwamambo kwakanga kwakaipa kwazvo kwaari.

1 Makoronike 21

1 Makoronike 21:2-15