1 Makoronike 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu akataurira Dhavhidhi uwandu hwavarwi achiti muIsraeri yose maiva navanhu vaigona kubata munondo vaisvika miriyoni nezana rezviuru zvavarume, vachisanganisira zviuru makumi manomwe muJudha.

1 Makoronike 21

1 Makoronike 21:1-14