1 Makoronike 21:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Joabhu akapindura akati, “Jehovha ngavawedzere uwandu hwavarwi vake kakapetwa kazana. Ishe wangu mambo, ava vose havasi pasi petsoka dzenyu here? Seiko ishe wangu muchida kuita izvi? Sei muchida kuuyisa mhosva kuna Israeri?”

1 Makoronike 21

1 Makoronike 21:1-5