1 Makoronike 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi akati kuna Joabhu navatungamiri vamapoka avarwi, “Endai mundoverenga vaIsraeri vose kubva kuBheerishebha kusvikira kuDhani. Uye mugozondiudza kuitira kuti ndizive kuti vangani variko.”

1 Makoronike 21

1 Makoronike 21:1-3