1 Makoronike 19:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaAmoni pavakaona kuti vaAramu vakanga vava kutiza, ivo vakatizawo pamberi pomunun'una wake Abhishai vakamhanyira mukati meguta. Ipapo Joabhu akadzokera kuJerusarema.

1 Makoronike 19

1 Makoronike 19:5-19