1 Makoronike 15:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Saizvozvo vaIsraeri vose vakakwira neareka yesungano yaJehovha vachidanidzira, nokuridza mimhanzi yenyanga dzamakondohwe nehwamanda namakandira, uye vachiridza mitengeranwa nembira.

29. Zvino areka yesungano yaJehovha yakati yasvika muguta raDhavhidhi, Mikaeri mwanasikana waSauro akatarira napawindo. Uye akaona Mambo Dhavhidhi achipembera nokutamba, akamushora mumwoyo make.

1 Makoronike 15