1 Makoronike 16:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakauya neareka yaMwari vakaiisa mukati metende rayakanga yagadzirirwa naDhavhidhi, vakapa zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana pamberi paMwari.

1 Makoronike 16

1 Makoronike 16:1-5