1 Makoronike 14:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi akaita sokurayirwa kwaakanga aitwa naMwari, uye vakaparadza hondo yavaFiristia, kubva kuGibheoni, kusvika kuGezeri.

1 Makoronike 14

1 Makoronike 14:6-17