1 Makoronike 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamunotanga kunzwa kutinhira kwokufamba pamisoro yemiti yemibharisamu, unofanira kubuda kundorwa, nokuti zvichange zvichireva kuti Mwari akutungamirira kundoparadza hondo yavaFiristia.”

1 Makoronike 14

1 Makoronike 14:5-17