1 Makoronike 11:42-46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

42. Adhina mwanakomana waShiza muRubheni iye aiva mukuru wavaRubheni, navaya makumi matatu, vaaiva navo,

43. Hanani mwanakomana waMaaka, Joshafati muMitini,

44. Uzia muAshiterati, Shama naJeyeri vanakomana vaHotamu muAroeri,

45. Jedhieri mwanakonama waShimiri, munun'una wake Joha muTizi,

46. Erieri muMahavhi, Jeribhai naJoshavia vanakomana vaErinaami, muMoabhu,

1 Makoronike 11