1 Makoronike 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo varume vakauya kuna Dhavhidhi paZikiragi achakavanda nokuda kwaSauro mwanakomana waKishi; uye ndivo vamwe vavarwi vakamubatsira muhondo.

1 Makoronike 12

1 Makoronike 12:1-3